Ndakaromba, Ndine Nyoka Inogara Mudumbu | Make Money Online Trading Bitcoin & Dropshipping On Amazon make money online dropshipping

by alsaCEMusic



Ndakaromba, Ndine Nyoka Inogara Mudumbu | How to make money online trading bitcoin & shopify drop shipping on Amazon.

You can send your confessions on the following number…… +27 84 5212849 WHATSAPP ONLY!
or You can just click on this link, it will take you straight to my Whatsapp @

At times vanhu vanotya kuita speak out and tell their stories. Therefore, I’ve created a platform where you can write to us & I will post your confession,secret or story anonymously. I will give my own advice then more will come from the comment section. Its time to get that secret off your chest. A problem shared is a problem half solved.

Subscribe & turn on your notification bell, for i will be uploading new videos Monday to Saturday. Every video has 2 juicy confessions & you don’t wanna miss any of them.

#Zimconfessions #Zimscandals .

Images related to the topic make money online dropshipping

Ndakaromba, Ndine Nyoka Inogara Mudumbu | Make Money Online Trading Bitcoin & Dropshipping On Amazon

Ndakaromba, Ndine Nyoka Inogara Mudumbu | Make Money Online Trading Bitcoin & Dropshipping On Amazon

Search related to the topic Ndakaromba, Ndine Nyoka Inogara Mudumbu | Make Money Online Trading Bitcoin & Dropshipping On Amazon

#Ndakaromba #Ndine #Nyoka #Inogara #Mudumbu #Money #Online #Trading #Bitcoin #amp #Dropshipping #Amazon
Ndakaromba, Ndine Nyoka Inogara Mudumbu | Make Money Online Trading Bitcoin & Dropshipping On Amazon
make money online dropshipping
You can see more ways to make money here: see more here
You can see more ways to make money here: see more here

Related Posts

42 comments

Elizabethtamera Kativu 15/02/2022 - 5:14 Chiều

Mwari vanenge varipi,what is shave pamberi paMwari,unenge uri kutodada nehwuroyi tsvaga Jesu

Reply
Elizabethtamera Kativu 15/02/2022 - 5:14 Chiều

1st confession runenge rwuchiri rudo rwekuti munhu anokuda nekuti wamupa mushonga

Reply
TellyMas 15/02/2022 - 5:14 Chiều

Fungal / Yeast Infections – those are indeed very nasty and extremely painful to the man; but are treatable and require extreme discipline to avoid re-infections. Simple off the shelf antifungal vaginal creams (include miconazole) – to be applied by both spouses can be very effective. Make sure you abstain from intercourse for at least 7days while taking the course

Reply
Tsitsi Gwatidzo 15/02/2022 - 5:14 Chiều

Mainn vemurume wekut unondihurira HAA imhepo dzrkushandsa Baba Ava ngavanamate nyangwe vakapfuma hakuna kwavanoenda Ava mweya chete ASI ndnot mainn Itay zvelife yenyu musasanganisa mar dzenyu

Reply
Caroline Chirima 15/02/2022 - 5:14 Chiều

Munofirei nhai amai last confession kokusiya nhai.hapana marriage apa haana respect haiwa.mashoko aanotaura mmmm

Reply
Lorraine Chirenga 15/02/2022 - 5:14 Chiều

Ko kurega kuenda

Reply
Ivom071 Down 15/02/2022 - 5:14 Chiều

1# you traded your gift , you defiled your soul God warned us not to visit these places . 2# mistake to take him back to your house in SA . Unechivindi

Reply
Carolyn Mashingaidze 15/02/2022 - 5:14 Chiều

Muroyi haana simba over anyone’s life unless wazvibvumira.There is a God out there. Kungotyityidzira vanhu zvisina key.Munamato uriko and unoshanda. Tinyareiwo!!

Reply
Precious Mpofu 15/02/2022 - 5:14 Chiều

Last confession mainini munenhema imi apa murikudatiudza maisaziwa kuti mine chirwere muchitanga kugara nemurume wenyu here, dai ropa rake rakasika kubatira makamupa chirwere kare, musati hanzi iye ikeriya, arikurwadziwa munhu uyu, atove depression.

Reply
Mercy Mupondiwa 15/02/2022 - 5:14 Chiều

Ngawatenge stand yawo without murume knowing

Reply
Mercy Mupondiwa 15/02/2022 - 5:14 Chiều

Saka akarepa mwana venyu hanzvadzi yako uchiri kungoti murume wangu 🤔 amuna kunaysojekesa kuti yaiwe chokwadi here aiwa no marriage there

Reply
Mercy Mupondiwa 15/02/2022 - 5:14 Chiều

In the name of marriage unotukirwa mai voramba uchiti murume vangu ladies value yourself respect your self b4 marriage lol mune shungu ye marriage

Reply
Mercy Mupondiwa 15/02/2022 - 5:14 Chiều

Zvivindi zvokudyisa vana vevanhu mozvionepi just think what if ari mwana vako unoda here adyiswe i don't think pane anoda kudyisirwa mwana vake

Reply
Mercy Mupondiwa 15/02/2022 - 5:14 Chiều

Hie tete thanks for Valentine's wishes. And same to u why makanganwa amuna kutengera baba present 😎😎

Reply
Machingura Sharon 15/02/2022 - 5:14 Chiều

Mainini Ava Havana kukwana vakarasa a special talent vachiita zven'anga nekuda kwee boyfriend hr mwari ngaapindire

Reply
Virginia Chitsinga 15/02/2022 - 5:14 Chiều

Hi Aunt. Last confession imba hapana mainini muchasiyiwa pamhepo nemurume wenyu. Vhurai maziso

Reply
Theresa Chikondo 15/02/2022 - 5:14 Chiều

1st confession,desperation yazokura kuita obsession hazvizodi kudero parudo ,murume anowanikwa pamabvi, inga mnoziva simba raMwari aitokuratidzai nekukuyambirai zvakavanzika zvichiitika so hamusi mweni pachikristo.Vangakundikana here Jehova kugranter a very small request like yekukupai murume wenyu pachenyu anokudai ivo varivo Musiki waivo varume vacho.Tendeukai, mhinduro iripo sisi mhinduro ndiJesu weNazaretha !

Reply
nyarai kaiyo 15/02/2022 - 5:14 Chiều

Hello tetez

Reply
Machakaire Tongai 15/02/2022 - 5:14 Chiều

Makadii auntie ndipeiwo number dza Mainini bays vane murume anoda kuzviuraya ari kurwara.

Reply
Isabelle Isabelle 15/02/2022 - 5:14 Chiều

Uyo wekutyisidzira vanhu huroyi, shamwari kudenga kuna Mwari wanzwa, gara wazviziva kuti pamusoro pazvo zvese pana ivo Mwari chete, kwete huroyi hwako, muroyi chaunogona chete, kutambudza nyama , asi haukwanise kubisa mweya wangu , nokuti hausiriwe wakauisa, anobisa mweya wemunhu ndiMwari chete, kwete iwe muroyi, unongorwadzisa nyama yangu chete

Reply
Cathrine Manyeruke 15/02/2022 - 5:14 Chiều

I love your voice auntie 💞.

Reply
Samukeliso Mathuthu 15/02/2022 - 5:14 Chiều

Thanks Auntie same to you happy Valentine's day.

Reply
NC NC 15/02/2022 - 5:14 Chiều

Uuum.Mnn avo vaisa audio yemurume anonwa doro uyo ngavasiyane naye please please varikugara nebenzi iri ngavazvishandire vachengete vana vavo haisisiri marriage

Reply
Darlington Chivhunga 15/02/2022 - 5:14 Chiều

Hi Tete ndoda kubatsirawo first confusion ya Sister awoo ndoda number dzawoo

Reply
Tendai Panganayi 15/02/2022 - 5:14 Chiều

#last murume wenyu anemuromo 🙌musabatsire kutenga mota bcz imi wacho handioni muchitimbozoikwira muine extra money muchinyararire vakai ka2 rooms kenyu pamusha pamai venyu kana kuri kumusha musha kuitira remangwana revana venyu kana muri vekutown tsvagai stand

Reply
little star 15/02/2022 - 5:14 Chiều

Tete thank you for reminding people that their is a God in heaven but please remind them also that their is hell also.Tese tichatongwa nemabasa edu akaipa atirikubata.And the Bible tells us its severe., unbearable.😐Imagine kukandwa mumoto uchingotsva forever vanhu ngatityei Mwari

Reply
Gladys Kakono 15/02/2022 - 5:14 Chiều

Last confession, you are dealing with a physco please run away with your life, otherwise if you decide to stay with this man he needs serious counseling and deliverance

Reply
little star 15/02/2022 - 5:14 Chiều

If its fungal infection for sure inonoka kupera especially in men.Its caused by fungus.Other women may carry it for some time without knowing it and pass it on to men.Mainini ngavayende pa google to know more about it causes and all.And hubby wavo has to go back again to the doctor and tell him they was no change.He might prescribe him a stronger dose of tablets.You may get it even if you are not sexually active (usiri kuita bonde) but you can pass it on to your partner as well

Reply
MIRIAM SAKALA 15/02/2022 - 5:14 Chiều

Hapana marriage apo imika nekahunhu kaAbhero wenyu uyo aah mune moyo.

Reply
ahmed bashi 15/02/2022 - 5:14 Chiều

tete ndinotenda kunamata unonzikwa 12 na3 musayidharere try it for 3 days only u see changes in life pasin mushonga kuMwari kumusoro

Reply
Anne Mhashu 15/02/2022 - 5:14 Chiều

Well done presenter

Reply
Anne Mhashu 15/02/2022 - 5:14 Chiều

Deuteronomy 8:19
And if you forget the Lord your God and go after other gods and serve them and worship them, I solemnly warn you today that you shall surely perish.

Reply
ahmed bashi 15/02/2022 - 5:14 Chiều

apo zvekuzviuraya plz 🙏 kana kune vanoziva kune ambuya varikuChiredzi ngavabvunze Andrew Neshamba vanopora

Reply
Anne Mhashu 15/02/2022 - 5:14 Chiều

Exodus 20:1-5
And God spoke all these words, saying, “I am the Lord your God, who brought you out of the land of Egypt, out of the house of slavery. “You shall have no other gods before me. “You shall not make for yourself a carved image, or any likeness of anything that is in heaven above, or that is in the earth beneath, or that is in the water under the earth. You shall not bow down to them or serve them, for I the Lord your God am a jealous God, visiting the iniquity of the fathers on the children to the third and the fourth generation of those who hate me,

Reply
Anne Mhashu 15/02/2022 - 5:14 Chiều

Exodus 20:3
You shall have no other gods before me.

Reply
Mary Muzenda 15/02/2022 - 5:14 Chiều

Tete vanhu carikurebesa nyaya dzavo vachidzokorora futi

Reply
Anne Mhashu 15/02/2022 - 5:14 Chiều

Isaiah 44:6
Thus says the Lord, the King of Israel and his Redeemer, the Lord of hosts: “I am the first and I am the last; besides me there is no god.

Reply
Anne Mhashu 15/02/2022 - 5:14 Chiều

Psalm 16:4
4Their sorrows shall be multiplied who hasten after another god;
Their drink offerings of blood I will not offer,
Nor take up their names on my lips.

Reply
Clara Clera 15/02/2022 - 5:14 Chiều

Tete ma confessions anhasi ummmm kutyisa vanhu warokuomba weduweee ngatitsvagei Mwari

Reply
Anne Mhashu 15/02/2022 - 5:14 Chiều

Musanyeperwe mushonga haushande. JESUS is the answer.

Reply
Anne Mhashu 15/02/2022 - 5:14 Chiều

Anotarisira Jesu pasi anehondo nedenga.

Reply
Nancy M 15/02/2022 - 5:14 Chiều

Hello there

Reply

Leave a Comment